Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zandangoma zinhu rakakurisa kudarika mwero.
1
Zandangoma zinhu rakakurisa kudarika mwero.
Mombe iyi ine zandangoma romusoro.
Zandangoma zinhu rakakurisa kudarika mwero.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zando
Zando hunyoro hwakanyanya hunoita muvhu mushure mekunaya kwemvura zhinji.
VerengaSwipe for the next word