Duramazwi
Zvinoreva
Kuzanganda kusanzwa kusununguka kwenyama mushure mokupedza kudya kana kunwa zvinodhaka.
1

2
Kuzandanga kurwadziwa nomudumbu mushure mokudya chikafu chisina utsanana hwakakwana.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zangata
Zangata ndicho chikari chikuru pandudzi mbiri dzezvikari zvinonwirwa doro mumabhawa.
VerengaSwipe for the next word