Duramazwi
Zvinoreva
Kuti zananda kuzvimba dumbu mushure mekudya zvakanyanya. Twana twakasara matumbu asiti zananda kuzara nemutakura wenyemba.
1

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zandandika
Kuzandandika kungofamba nenyika yose kusina kwawakanyatsa kunanga.
VerengaSwipe for the next word