KwaunobvaDuramazwiMmavovonde

Duramazwi · zita

mavovonde

Zvinoreva

Mavovonde munhu anomwa doro chaizvo uye asingasarudzi kuti ndererudzii.

Mavovonde imvura inonaya yakawanda chaizvo uye mhepo yakawanda.

1

Kana munhu achinzi ndichamavovonde anenge achimwa doro rakawanda, zvikuru remasese, panguva imwe chete.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word