Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikanga idhiramu rakachekwa nepakati, rinoshandiswa kubikira doro kana chikafu cheparuzhinji. Sadza rapamuchato uya rakabikirwa muchikanga.
1

Chikanga munhu anonwa doro zvakanyanya, zvikuru remasese.

Kuingira chokudya kuchikanga kana kuchigocha zvekuti chinosara chanyatsotsvukira.
2
Chikanga munhu anonwa doro zvakanyanya, zvikuru remasese.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikangire
Chikangire inzungu dzakakangwa uye dzine munyu.
VerengaSwipe for the next word