Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikandirwa mushonga unouraya, unoshandiswa navaroyi kuteya vamwe. Akatsika chikandirwa gumbo rake rikatanga kuzvimba.
1

Museve chombo chakareba nokutesvera mberi chinoti chikakandwa neuta chinogona kubaya chachinenge chichikandirwa, ingava mhuka kana munhu.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikandwa
Chikandwa mushonga wakaipa unoshandiswa kuteya vamwe nechinangwa chokuda kuvakuvadza.
VerengaSwipe for the next word