KwaunobvaDuramazwiCchikandwa

Zvinoreva

Chikandwa mushonga wakaipa unoshandiswa kuteya vamwe nechinangwa chokuda kuvakuvadza.

1

Chikandwa mushonga wakaipa unoshandiswa kuteya vamwe nechinangwa chokuda kuvakuvadza.

Chikandwa mushonga wakaipa unoshandiswa kuteya vamwe nechinangwa chokuda kuvakuvadza.

Mudodo kabwe kana mhodzi inoshandiswa ichikandwa mudenga, pakutamba mutambo wevana wenhodo.

Zvakafanana

chipotswa · chipotserwa · chitsinga · muposo · chikwinho

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikanga

Chikanga idhiramu rakachekwa nepakati, rinoshandiswa kubikira doro kana chikafu cheparuzhinji. Sadza rapamuchato uya rakabikirwa muchikanga.

Verenga

Swipe for the next word