Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitsinga mushonga unosiyiwa nomuvengi pane imwe nzvimbo nechinangwa chekuti akateyiwa autsike, obva atanga kurwara.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitsinha
Chitsinha munyama unotadzisa murume kuroora kana kuti mukadzi aroorwe.
VerengaSwipe for the next word