KwaunobvaDuramazwiCchitsimba

Duramazwi · zita

chitsimba

Zvinoreva

Kumanikidzira zvinhu.

1

Kumanikidzira zvinhu.

Kana munhu achinzi asaita chitsimba nechimwe chinhu anenge achinzi haafaniri kumanikidzira zvinhu.

Kana munhu achinzi ashandisa chitsimba anenge ashandisa kukura kwemumhu wake kuti aite zvaanoda pane mumwe munhu.

Kana munhu achinzi ashandisa chitsimba anenge ashandisa chinzvimbo chake kuti zvimwe zvinhu zvaanoda zvibudirire.

2

3

4

Kana munhu achinzi asaita chitsimba nechimwe chinhu anenge achinzi haafaniri kumanikidzira zvinhu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitsine

Chitsine ivhudzi rinomera pamunhu ayaruka pamusoro pesikarudzi nemuhapwa, rakaomarara uye rakamonana.

Verenga

Swipe for the next word