Duramazwi
manikidza
coerce · rape · compel
Duramazwi
coerce · rape · compel
Kumanikidza kukonzera kuti munhu aite zvaanga asingadi kuita.
Kumanikidza kukonzera kuti munhu aite zvaanga asingadi kuita.
Ini ndini ndirikutongozvipinza hangu basa nezvinhu nehushamwari uhu hwaurikuratidza Kuti ndaitoita zvekukumanikidza but iwe asingade.
Kundoka kumanikidza zvinhu zvakawanda kuti zvikwane muhomwe kana panzvimbo diki.
Kuti pfonye kuzadza zvinhu mune chimwe chinhu, uchizvimanikidza kuti zvikwane.
Kumanikidza kuisa chinhu pachisingakwani.
Duramazwi
01 / 03manikidzana
Kumanikidzana kuita kuti mukwane pakanzvimbo kadiki imi makawanda.
VerengaSwipe for the next word