KwaunobvaDuramazwiMmanikidzirwa

Duramazwi

manikidzirwa

compulsory

Zvinoreva

Kumanikidzirwa kuva nechiga chokuita zvimwe zvinhu.

1

Kumanikidzirwa kuva nechiga chokuita zvimwe zvinhu.

Namamirire azvaita, ndinotomanikidzirwa kuona kuti ambuya varara sei zuva nezuva.

Kukokomwa kuita basa usingadi nekuti unenge uchimanikidzirwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manja

Manja kuuchira kunoita munhu kana achiremekedza waanenge achitaura naye, kana kuti achitenda zvaanenge apiwa.

Verenga

Swipe for the next word