KwaunobvaDuramazwiMmanje

Duramazwi

manje

Zvinoreva

Manje izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa mbiri, ka-

1

Manje izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa mbiri, ka-

Havatane kuda kusocializer nevanhu manje zvaizobudawo here kuti vagare vakatuta.

Mungamuone seakazungaira zvenyu mwana uya but pfungwa dzake dzinofunga manje.

Maitakue vaifunga kuti manake kumurume wavo manje eish painge pakaipa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manjenjenje

Kana ruvara ruchinzi rwakaita manjenjenje runenge rwakajeka zvikuru pakurutarisa.

Verenga

Swipe for the next word