KwaunobvaDuramazwiMmanikidzira

Duramazwi

manikidzira

squeeze · enforce

Zvinoreva

Kana munhu achimanikidzira kupinda pamwe panhu anenge achishandisa chisimba kuti apinde, nokuda kokuti haakwani kana kuti haakodzeri.

1

Kana munhu achimanikidzira kupinda pamwe panhu anenge achishandisa chisimba kuti apinde, nokuda kokuti haakwani kana kuti haakodzeri.

Vakandifarira zvawainyatsoona kuti zvaisave zvekumanikidzira.

Zvagara zvinhu zvekumanikidzira mangwana zvinokuchemedza.

Ini munhu anoda kungoramba ave kungoda kumanikidzira paari kuona kuti handichadiwa anondisvota zvisingaite.

2

Kumanikidzira chinhu kushandisa chisimba kuchiisa pachisingakwani.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word