KwaunobvaDuramazwiMmanikidzana

Duramazwi

manikidzana

-mbunyikidzana

Zvinoreva

Kumanikidzana kuita kuti mukwane pakanzvimbo kadiki imi makawanda.

1

Kumanikidzana kuita kuti mukwane pakanzvimbo kadiki imi makawanda.

Kana vanhu vakagara vakatsikinyidzana vanenge vagara vakabatana uye vakamanikidzana.

Kumanikidzana kuita kuti mukwane pakanzvimbo kadiki imi makawanda.

Kuti dhu dhu dhu ruzha runogona kuitwa nemvura ichibuda nepakamanikidzana, mudziyo wacho uchimbofema.

Zvakafanana

-mbunyikidzana

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word