KwaunobvaDuramazwiMmanikana

Duramazwi

manikana

-manika

Zvinoreva

Kana nzvimbo ichinzi yakamanikana inenge iri diki zvokuti vanhu havagoni kuita zvavanoda vakasununguka.

1

Kana nzvimbo ichinzi yakamanikana inenge iri diki zvokuti vanhu havagoni kuita zvavanoda vakasununguka.

Kuti senerere kupinda panzvimbo yakamanikana uchingwarira kuti usakuvara kana kunzikwa.

Kana munhu achitapanyuka anenge achizvonyongoka achiedza kuti abude munenge makamanikana.

Kuita puresha kusundana kungaita vanhu vakawanda vachida kuti vakwane kupinda pakamanikana.

Zvakafanana

-manika

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word