KwaunobvaDuramazwiMmanika

Duramazwi

manika

confine

-panika-manikana

Zvinoreva

Kumanika chinhu kuchidzvanryira kumativi maviri icho chiri pakati.

1

Kumanika chinhu kuchidzvanryira kumativi maviri icho chiri pakati.

Kuva muchakamanika kupinda mumatambudziko makuru zvekuti unoshaya chekuita.

2

Kumanika kutora zvimwe zvinhu uchiita zvokunokora uchibva wazadza ruoko.

Mukomana akamanika maputi achimhanyira kunodzora n'ombe.

3

Nzvimbo inonzi yakamanika inenge iri diki, zvokuti munhu haakwanisi kunyatsafaranuka ari mukati mayo.

Zvakafanana

-panika · -manikana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manikana

Kana nzvimbo ichinzi yakamanikana inenge iri diki zvokuti vanhu havagoni kuita zvavanoda vakasununguka.

Verenga

Swipe for the next word