Duramazwi
Zvinoreva
Kuti mani kubata chinhu wakachiita kuti chisaende kana kudonha.
1

Akati mwana mani pamusuo kuti asatize.
Kana panhu pakati mani mani panenge pasina kunyatsosununguka, pakambandika.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mani mani
Kana panhu pakati mani mani panenge pasina kunyatsosununguka, pakambandika.
VerengaSwipe for the next word