Duramazwi · zita
Zvinoreva
Manhuchu chibage chinotswiwa, chozobikwa, chomonwa nedovi, chozodyiwa sesadza kana kunwiswa tii.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03manhumbu
Manhumbu mujinga memvura iri murwizi kana mudhamhu.
VerengaSwipe for the next word