Duramazwi
Zvinoreva
Kushizhira kudzvanyira kana kumana chimwe chinhu pakati, zvinochikuvadza.
1
Kushizhira kudzvanyira kana kumana chimwe chinhu pakati, zvinochikuvadza.
Kushizhira kudzvanyira kana kumana chimwe chinhu pakati, zvinochikuvadza.
Urwu rudzi rwechinanairwa chinozvirwira chichishizhira achibata nokumudzvanya nomusoro wacho pa musana.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shoche
Kuti shoche kupisa munhu kana mhuka nechinhu chinopisa, chakaita sesimbi kana dombo.
VerengaSwipe for the next word