Duramazwi · zita
shizha
leaf
Duramazwi · zita
leaf
Shizha inhengo yemuti, gwenzi kana muriwo ine ruvara rwegirini kana iri nyoro, yakapamhama uye iri kumuromo kwematawi.
Kushizha kuuraya chipfuwo muchiita zvokuchicheka nomuhuro.
Shizha inhengo yemuti, gwenzi kana muriwo ine ruvara rwegirini kana iri nyoro, yakapamhama uye iri kumuromo kwematawi.
shakani 5, datsi 5.
Akati gwanhu shizha romuriwo ndokuripa mbudzi.
Ichi chimuti chidikidiki chine shizha rimwe uye chiine mudzi wakaita bhora se-mbambaira.
Shizha ipeji imwe yebhuku kana nyuzipepa.
Kushizha kuuraya chipfuwo muchiita zvokuchicheka nomuhuro.
Ichi chimuti chidikidiki chine shizha rimwe uye chiine mudzi wakaita bhora se-mbambaira.
Mbokumbo kutamba kunoita vanhu vachiridza shizha romuti vachiita zvokurifuridza pamuromo.
Bepa i-shizha rimwe rekunyorera kana kuti rakanyorerwa.
Duramazwi
01 / 03shizhira
Kushizhira kudzvanyira kana kumana chimwe chinhu pakati, zvinochikuvadza.
VerengaSwipe for the next word