Duramazwi · zita
Peji
folio · Page · page
Duramazwi · zita
folio · Page · page
Peji idivi rimwe repepa, ringava remubhuku kana riri roga.
Peji idivi rimwe repepa, ringava remubhuku kana riri roga.
Ndima yoga yoga ngaitangire kunotangira peji yako kuruboshwe.
Peji idivi rimwe repepa, ringava remubhuku kana riri roga.
Nhuriro yebhuku chindima chinonyorwa papeji yeku-tanga-tanga nemunyori waro kana kuti nemumwewo munhu, chekupira bhuku racho kuvarengeri.
Duramazwi
01 / 03pekarepo
Panguva iyoyo yerusununguko ruzivo.
VerengaSwipe for the next word