KwaunobvaDuramazwiPpega

Duramazwi

pega

Zvinoreva

Kana munhu achipega munda anenge achitaridza panogumira kurimwa nepachaiswa migero.

1

Kana munhu achipega munda anenge achitaridza panogumira kurimwa nepachaiswa migero.

Kana panga pakasungwa pakatsubvunyuka panenge pasununguka pega.

Kana munhukadzi asina pamuviri achienda kumwedzi anenge achiburitsa ropa kubva muchibereko pamwedzi pega pega.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word