Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achipedzisira anenge ari iye agumisidza kupedza pane zvanga zvichiitwa navanhu vakawanda.
1
Kana munhu achipedzisira anenge ari iye agumisidza kupedza pane zvanga zvichiitwa navanhu vakawanda.
Unhesva kutetepa nokupinza kwesimbi nechekweku-pedzisira kwayo.
Ndakapedzisira ndarovera mwoyo kudombo ndichibva ndavhura ndokudongorera.
2
Kana munhu achiti akapedzisira kuita kana kuona chinhu pakati anenge achireva nguva kana nzvimbo yaakagumisira kuchiita kana kuchiona.
Ndakapedzisira kudya ishwa gore rakapera.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pedzu
Kuti pedzu kupedza basa kana chimwewo chinhu chawanga uchiita.
VerengaSwipe for the next word