Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachiti vanoda kupedzerana vanenge vachida kunzwisisana pazvinetso zviri pakati pavo, vobva vazvigadzirisa.
1

Ndinoda kuona anoti bufu iyeye, ndiye wandichapedzerana naye.
Rwendo runo tinotopedzerana, ajaira kuba.
Kana vanhu vachiti vanoda kupedzerana vanenge vachida kunzwisisana pazvinetso zviri pakati pavo, vobva vazvigadzirisa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pedzeredza
Kupedzeredza kuita chinhu nemazvo pasina chinosara chingada kuzogadziriswa.
VerengaSwipe for the next word