KwaunobvaDuramazwiPpedzisa

Duramazwi

pedzisa

Zvinoreva

Kukohovedza.

1

Kukohovedza.

Iwe Natasha pedzisa kubika uite ugonotora bhegi rako kumusoro uko.

Pakabuda Theresa achisiya andiudza magara mwoyo ndakasara ndopedzisa hangu kubika.

Tadiwa akafara sekunge aisamaziva apo vainge vatopedzisa yainge yakauya namhamha vacho musi iwoyo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pedzisira

Kana munhu achipedzisira anenge ari iye agumisidza kupedza pane zvanga zvichiitwa navanhu vakawanda.

Verenga

Swipe for the next word