KwaunobvaDuramazwiPpedzera

Duramazwi

pedzera

Zvinoreva

Kupedzera mumwe chinhu kuchishandisa kana kuchidya chose iye asati awana mukana wokuchishandisa kana kuchidyawo.

1

Kupedzera mumwe chinhu kuchishandisa kana kuchidya chose iye asati awana mukana wokuchishandisa kana kuchidyawo.

Usandipedzera sadza. Ndiri kuuya.

Havana chero kumbobvira vanyepedzera chero kuchema zvako.

Tadiwa ainge achineta zvino kwete zvekunyepedzera.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pedzerana

Kana vanhu vachiti vanoda kupedzerana vanenge vachida kunzwisisana pazvinetso zviri pakati pavo, vobva vazvigadzirisa.

Verenga

Swipe for the next word