KwaunobvaDuramazwiPpefiyumu

Duramazwi · zita

pefiyumu

perfume

Zvinoreva

Pefiyumu mweya wekupfapfaidza kuita kuti chimwe chinhu kana pamwe panhu panhuhwirire.

1

Pefiyumu mweya wekupfapfaidza kuita kuti chimwe chinhu kana pamwe panhu panhuhwirire.

Chaka anorwarira kasikana aka zvokuti akatombokatengera pefiyumu.

Pefiyumu mweya wekupfapfaidza kuita kuti chimwe chinhu kana pamwe panhu panhuhwirire.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pega

Kana munhu achipega munda anenge achitaridza panogumira kurimwa nepachaiswa migero.

Verenga

Swipe for the next word