Duramazwi
Zvinoreva
Kusvinya (shunya).
1
Kusvinya (shunya).
Kutsunya kudzvinyirira ganda zvinorwadza, uchishandisa zvigunwe kana nzara.
Tsunya karuzha kanoridzwa nemunhu achitaridza kutsamwa, kushora kana kunzwira tsitsi.
Kuti mbitu kutsunya kana kukweva nzeve yomunhu senzira yokumutsiura pane zvaanenge atadza.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sunyaira
Kana munhu achisunyaira anenge akafinyamisa pameso achinge anozvida kana akatsamwa.
VerengaSwipe for the next word