KwaunobvaDuramazwiNndwi

Duramazwi

ndwi

Zvinoreva

Kuti ndwi kubatanidzwa kunenge kwakaitwa zvinhu zvakaita sembesa pakurima, yozotadza kunyatsokura.

Kuti ndwi kutswinya munhu zvinyoronyoro asi zvichirwadza.

1

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndwise

Ndwise munhu ane unhubu hwekufarira kurwisanisa vanhu.

Verenga

Swipe for the next word