Duramazwi
Zvinoreva
Kuswinya ganda revanhu uchishandisa minwe miviri kuitira marwadzo.
1
Kuswinya ganda revanhu uchishandisa minwe miviri kuitira marwadzo.
Kana uchiti munhu pfodo unenge uchimushunya zvinorwadza.
Kuti pfodogo kushunya munhu nenzara.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shupa
Kutambudza.
VerengaSwipe for the next word