KwaunobvaDuramazwiSshunika

Duramazwi

shunika

Zvinoreva

Kupidigura chinhu kuti mukanwa mako utarise pasi.

1

Kupidigura chinhu kuti mukanwa mako utarise pasi.

Kana munhu achinzi akapfeka bhanana anenge apfeka shangu akashunika, yokurudyi iri kuruboshwe uye yokuruboshwe iri kurudyi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shunya

Kuswinya ganda revanhu uchishandisa minwe miviri kuitira marwadzo.

Verenga

Swipe for the next word