KwaunobvaDuramazwiSshupa

Zvinoreva

Kutambudza.

Shupa ibutiro rine mvura, munogara mwana kana ari mudumbu.

1

Kutambudza.

Shupa chinhu chinoisirwa zvokudya zvomwana kazhinji kana vanhu vachiinda kumunda.

Shupa izai risingachochonyi, kana kuti risina chikukwana asi mamwe ese aita vana zvakanaka.

Shupa ibota rinobikwa neupfu hwakavira, rinosanganiswa nemishonga, rinopi-hwa vana vacheche.

2

3

4

5

Shupa ihari kana pamwewo pangachengeterwa mukaka wakakora.

Shupa chinhu chinoisirwa zvokudya zvomwana kazhinji kana vanhu vachiinda kumunda.

Zvakafanana

ndozvo

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shupika

Kana munhu achishupika anenge achinetseka, kana kuti anenge aine nhamo yaainayo.

Verenga

Swipe for the next word