KwaunobvaDuramazwiSshupika

Duramazwi

shupika

-kweseka

Zvinoreva

Kana munhu achishupika anenge achinetseka, kana kuti anenge aine nhamo yaainayo.

1

Kana munhu achishupika anenge achinetseka, kana kuti anenge aine nhamo yaainayo.

Kana munhu achishupika anenge achinetseka, kana kuti anenge aine nhamo yaainayo.

Nhamo kugara upenyu hwokushupika nokuda kokushaya kana urombo.

Zvakafanana

-kweseka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shura

Kushura kuita chinhu chine munongedzo wekuti panguva inotevera panogona kuitika zvinhu zvakaipisisa.

Verenga

Swipe for the next word