Duramazwi · zita
tambura
suffer
Duramazwi · zita
suffer
Kutambura kuva nenhamo yokushaya zvinodiwa paupenyu, sokudya kana zvipfeko.
Tambura kakapu kepurasitiki kasina mubato kanoshandiswa kazhinji kumwira mvura.

Tambura igumbure guru repurasitiki rinochengeterwa mvura kana doro rechivanhu.
Zvese izvi zvinonzi zvaitika maiguru vari murima vachingozviudza kuti Loice arikutambura kumusha.
Kutambura kuve nepfungwa dzinenge dzichikunetsa, kana kukurwadza uchishaya zvokui-
Tambura kakapu kepurasitiki kasina mubato kanoshandiswa kazhinji kumwira mvura.
Tambura kakapu kepurasitiki kasina mubato kanoshandiswa kazhinji kumwira mvura.
Zvese izvi zvinonzi zvaitika maiguru vari murima vachingozviudza kuti Loice arikutambura kumusha.
Vanhu vemughetto vaitambura zvisingaite.
Tambura igumbure guru repurasitiki rinochengeterwa mvura kana doro rechivanhu.
-kwangwaya
Duramazwi
01 / 03tambureni
Tambureni chiridzwa chakagadzirwa nedehwe pamusoro pacho, chine zvijingiri mumativi acho, chinoridzwa nemaoko, kazhinji muma-chechi.
VerengaSwipe for the next word