Duramazwi
kuvara
-nhevama
Duramazwi
Kukuvara kuita ronda kana pamwe panorwadza panhengo yomuviri.
Kukuvara kuita ronda kana pamwe panorwadza panhengo yomuviri.
Sitirecha kamu- bhedha kanogadzirwa netende ka- zhinji, kanopeteka, kachishandiswa kutakurira murwere kana munhu a- kuvara.
Ndakazvibvunza kuti ringadaro raive ropa remunhu aive akuvara pakudonha here kanz kuti ndiro raive rateuka muchimukombe chiya?.
Kana munhu achiti akuvara anenge achireva kuti atambura nechimwe chinhu.
Takuvara nenhomba yenyama.
-nhevama
Duramazwi
01 / 03kuve
Kukwanisa kuva ruzivo mudzimba (to be).
VerengaSwipe for the next word