KwaunobvaDuramazwiKkukuvara

Duramazwi

kukuvara

damage · injuries · injury

Zvinoreva

Kunhevama.

1

Kunhevama.

Vakaita zvavakaita but akanzi haaisazombofa face yakayevedza vanhu because ainge anyanyisa kukuvara.

Pahutatu hwavo hapana ainge anyanyisa kukuvara.

Ngozi chiitiko chese chinokonzera kukuvara kana kufa, kana zvimwe zvisingafadzi.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kukuzva

Kukukuzva kutora vanhu kana zvimwewo zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo, usingasarudzi.

Verenga

Swipe for the next word