Kwaunobva

fa

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kuti fa kuzadza mudziyo mudiki nechinhu chakaita semvura.

  2. 2

    Kufa kupera koupenyu komunhu kana kwemhuka, kana kwechimwe chinhu chipenyu.

    Akatsikwa nemota akafa.

  3. 3

    Kana mudziyo uchinzi wafa unenge usisashandi zvakanaka.

    Motokari iyo inofamba here kana kuti yakafa?

  4. 4

    Kana hari kana chimwewo chinhu chevhu kana chegirazi chafa chinenge chatsemuka.

  5. 5

    Kana chinhu chiri pane chimwe chafa chinenge chakuvara.

  6. 6

    Kana munhu achiti afa nechimwe chinhu anenge arwadziwa kana kukundwa nacho.

    Tinokumbirawo mvura, tafa nenyota.

  7. 7

    Kana munhu achiti achafa ambozama zvimwe zvinhu anenge achireva kuti ari kuita mhiko yokuti rimwe zuva zvaanoda zvichaitika chete.

  8. 8

    Kuti fa kubuda kwemweya sezvinoita taira kana raponja.

Maumbirwo
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary