KwaunobvaDuramazwiFfirira

Duramazwi

firira

-chama-fira

Zvinoreva

Kana munhu achifirira anenge achishingirira kuita chimwe chinhu, kazhinji pasina chaanozoburitsa kana kuwana pakupedzisira.

1

Kana munhu achifirira anenge achishingirira kuita chimwe chinhu, kazhinji pasina chaanozoburitsa kana kuwana pakupedzisira.

Vakomana ava vaiwanzorairwa nekudzidziswa mabasa okuita akaita sokuvhima, kurima, kuveza, kupfirira dzimba nemamwe nabasa akasiyana-siyana.

Hasha rumuti rutete, runotepfa, runoshandiswa pakupfirira imba youswa.

Kafirira kuramba uchingoshingirira pakurwa kunyangwe wakuvara kana kuti vamwe vako vaurayiwa.

Zvakafanana

-chama · -fira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

firirira

Kana uchifiririra chimwe chinhu unenge uchichidisisa, zvokuti unotoshingirira kuti chiitike kana kuti chibudirire.

Verenga

Swipe for the next word