KwaunobvaDuramazwiFfiririra

Duramazwi

firirira

Zvinoreva

Kana uchifiririra chimwe chinhu unenge uchichidisisa, zvokuti unotoshingirira kuti chiitike kana kuti chibudirire.

1

Kuruma rundebvu kubva munhu wangoshinga pane zvauri kuita, uchifiririra nesimba rako rose.

Kana uchifiririra chimwe chinhu unenge uchichidisisa, zvokuti unotoshingirira kuti chiitike kana kuti chibudirire.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word