Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achirwarira chimwe chinhu anenge achichida, achizama napose paanogona kuti achiwane.
1
Kana munhu achirwarira chimwe chinhu anenge achichida, achizama napose paanogona kuti achiwane.
Chaka anorwarira kasikana aka zvokuti akatombokatengera pefiyumu.
Kuchemerera kurwarira chinhu chaunoda kana kuti chaune chinangwa nacho.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rwatata
Rwatata inhengo yomuviri iri pedyo nechiropa namapapu, inobatsira kuti zvadyiwa zvifambe zvakanaka mudumbu.
VerengaSwipe for the next word