KwaunobvaDuramazwiKkara

Duramazwi

kara

-rutaboka-boka

Zvinoreva

Kudisisa chimwe chinhu.

Kana mwana achikara mapikicha anenge achiazora mavara akasiyana-siyana nepenzura.

1

Kudisisa chimwe chinhu.

Kana munhu achihwimbura bota anenge achirikambura achiratidza kukara.

2

Kana munhu achikara anenge achida zvimwe zvinhu zvakanyanyisa.

Mukadzi uyu anokara mari. Murume uyu anokara vakadzi.

3

Kana munhu achikara anenge achidisisa chikafu chinonaka, kazhinji nyama.

Zirume iroro raikara zvekuti raigarorova mukadzi waro kana asina kubika sadza nenyama.

4

Kukara kuda kudya chose chose chinenge chiripo kunyange munhu achinzwa kuti aguta.

5

Kana mwana achikara mapikicha anenge achiazora mavara akasiyana-siyana nepenzura.

Kubwirubura kudya rupiza uchiratidza kukara.

Kuti kanyu kudya nokukurumidza, kazhinji uchiratidza kukara. Mushonga unovava tinongoti kanyu kumedza tisati tavahwa.

Kana munhu achihwimbura bota anenge achirikambura achiratidza kukara.

Zvakafanana

-ruta · boka · -boka

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

karaidza

Kukaraidza kutaurira munhu, zvikuru mudiki kwauri, nezwi riri pamusoro uye nenzira ine kuvhiringidza mukati.

Verenga

Swipe for the next word