KwaunobvaDuramazwiBboka

Duramazwi

boka

agency · assemblage · cohort · entourage · flock · throng · troop · group · bunch

batosanganombumba-ruta-kara

Zvinoreva

Boka chikwata chevanhu vane chinangwa chikuru chimwe.

Kuboka kunyima zvekudya zvinonaka uchida kuzvidya woga.

1

Hapashaye rimwe boka revanhu rinenge richida kukanganisa kufamba kwemusangano, kutaura zvisina musoro kana kupopota.

Chimokoto rudzi rweshiri dzinofamba dziri boka, dzichiita matendere pamwe chete nokudya mbesa.

2

Zvakafanana

bato · sangano · mbumba · -ruta · -kara

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

boko

Kuti boko kudongorera zviri kuitika mukati kana kunze kweimba kana kwechimwewo chinhu.

Verenga

Swipe for the next word