KwaunobvaDuramazwiBbato

Zvinoreva

Bato chikamu chevanhu vanotsigira pfungwa imwe chete, kunyanya panyaya dzezvematongerwo enyika.

1

Chivakashure chinotaridza bato, uwandu noushoma.

Bato chikamu chevanhu vanotsigira pfungwa imwe chete, kunyanya panyaya dzezvematongerwo enyika.

Kana uchitsigira bato kana chimwe chikwata unenge uchiwirirana nekufarira zvachinenge chichiita.

Zvakafanana

mbumba · sangano · boka

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word