KwaunobvaDuramazwiRrutivi

Duramazwi

rutivi

divinhivi

Zvinoreva

Rutivi inzvimbo ingava kumusoro, kuzasi, kurudyi kana kuruboshwe kwemunhu.

1

Rutivi inzvimbo ingava kumusoro, kuzasi, kurudyi kana kuruboshwe kwemunhu.

Serotepi ipurasitiki ine rutivi runonamira, inoshandiswa kunamira mamwe mapepa.

Rutivi inzvimbo ingava kumusoro, kuzasi, kurudyi kana kuruboshwe kwemunhu.

Kudya nyika rutivi kunakirwa komunhu anenge achipinda mumafaro akasiyana.

2

Rutivi ibato kana boka rakarerekerwa nemunhu.

3

Rutivi rwomunhu inhengo dzomuviri wake kusanganisa mbabvu dzake.

Zvakafanana

divi · nhivi

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rutokwe

Rutokwe rutanda runosungirirwa tyava, rwunobatwa apo inenge ichishandiswa.

Verenga

Swipe for the next word