Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakabatirana chimwe chinhu vanenge vakachisimudza vose mumwe nomumwe akabata pake.
1

Tadiwa akarwadziwa zvekare yaingova mhere mhere yoga yoga zvekuti madoctors vaitoita wekubatirana.
Kana vanhu vakabatirana chimwe chinhu vanenge vakachisimudza vose mumwe nomumwe akabata pake.
Kana vanhu vachinzi vanobatirana vanenge vachipindirana zvokuti havapokani pane zvose zvavanoita.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03batirira
cling
VerengaSwipe for the next word