Duramazwi
Zvinoreva
kwemunhu panhu kana panzvimbo. Mazuvano wabatwa nedzipiko. Sei kusabatika?
Kubatikana kuva nebasa rakawanda rinokutadzisa kuita zvimwewo.

Vairatidza kuti vaive vabatikana zvikuru nenhau yemvura yandaive ndapiwa.
Maziso avo ainge akatsvuka kuratidza kuti munhu ainge akabatikana.
Ndaifunga kuti mama vacharatidza kubatikana pavakationa takabatana maoko naTheresa but havana.

Kana munhu akabatikana anenge atadza kutaura kana kuratidza zvaari nokuda kwezvimwe zvinenge zvichimanikidza.
Zvakafanana
-batika
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03batira
clutch
VerengaSwipe for the next word