Duramazwi
batirira
cling
Duramazwi
cling
Kana wakabatirira pane chimwe chinhu unenge wakatochibata nemaoko senzira yokuzvitsigisa kuti urege kudonha, kubheuka kana kuyeredzwa.
Kubatirira munhu kumudzvanyirira, kazhinji uchimushayisa kana kumutapudzira zvimwe zvaanenge achifanira kuwana, pamusana pokuti munhu iyeye hapana zvaanokwanisa kuita.
Kana wakabatirira pane chimwe chinhu unenge wakatochibata nemaoko senzira yokuzvitsigisa kuti urege kudonha, kubheuka kana kuyeredzwa.
Mupenyu anokubatawo achibatirira pauri.
Kupaika chinhu kuchiisa mumuti kana pamwe padenga pachinoramba chakabatirira.
Gupa chimbuyu chinoruma mhuka, kunyanya mombe, choisveta ropa chakabatirira paganda.
Kana munhu achibatirira mumwe wake anenge achimumonera nemaoko zvakasimba senzira yekuratidza kumufarira nokumukurudzira kuti arambe achiita zvaanenge achiita.
Kubatirira munhu kumudzvanyirira, kazhinji uchimushayisa kana kumutapudzira zvimwe zvaanenge achifanira kuwana, pamusana pokuti munhu iyeye hapana zvaanokwanisa kuita.
Mupenyu anokubatawo achibatirira pauri.
Kupaika chinhu kuchiisa mumuti kana pamwe padenga pachinoramba chakabatirira.
Kuti kwati kwati kubatirira chaizvo sezvingaite mwana wegudo akatakurwa naamai vake.
-batira
Duramazwi
01 / 03batisa
Kubatisa munhu chimwe chinhu kumupa kuti ambochichengeta.
VerengaSwipe for the next word