Duramazwi
Zvinoreva
Kugumbatira kubata chinhu kana munhu wakamutenderedza nemaoko ose. Amai vangu vakagumbatira rusvava rwavo.
Kugumbatira kubata chinhu kana munhu wakamutenderedza nemaoko ose. Amai vangu vakagumbatira rusvava rwavo.
Kuti mbunde kumbundira nekugumbatira munhu kana chimwewo chinhu.
Kugumbatira kubata chinhu kana munhu wakamutenderedza nemaoko ose. Amai vangu vakagumbatira rusvava rwavo.
Jayaguru mutambo unotambwa kazhinji nevakomana vachijanhuka-janhuka negumbo rimwe vakagumbatira maoko vachiroverana nemapendekete.
Kugumbatira kuunganidzira zvinhu pasi pemapapiro sezvinoita huku iri kurarira mazai. Huku yakangwara ndeinogumbatira zvitiyo zvayo munguva dzemanheru kuti zvisabatwa nechando.
Zvakafanana
-bungata · -kwambatira · -bungatira
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumbekumbe
Gumbekumbe munhu anongotora zvese zvese nezvimwe zvisina basa.
VerengaSwipe for the next word