Duramazwi
mbundikira
-mbundikira
Duramazwi
Kumbundira.
Kumbundira.
Kutatira kumbundikira munhu waunenge uchimhorosa, uchitaridza kumufarira.
Kana uchimbundira mumwe unenge uchimubata wakamumoneredza kana kumukochekera nemaoko.
-mbundikira
Duramazwi
01 / 03mbundo
Mbundo muchinjiziri unosara panenge parimwa negeja.
VerengaSwipe for the next word