KwaunobvaDuramazwiMmbundanidza

Duramazwi

mbundanidza

-mbunyanidza

Zvinoreva

Kumbundanidza kubata zvakaita sebepa nesimba, uchiripwanya zvekuiita kunge ucharitswanyira muruoko mako.

1

Kumbundanidza kubatira zvinhu uchapa, izvo zvichifanira kubatwa zvakanaka.

2

Zvakafanana

-mbunyanidza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbunde

Kuti mbunde kumbundira nekugumbatira munhu kana chimwewo chinhu.

Verenga

Swipe for the next word